Tsanangudzo Chirongwa, Shoko Roupenyu chimwe chikamu chezvirongwa zvinodzidzisa Bhaibheri pamhepo zvinoitwa nebato reThru The Bible . Chirongwa ichi chakagadzirwa naDr J. Vernon MacGee chiri mururimi rwechirungu. Parizvino chirongwa ichi chaturikirwa kuve mumitauro inodarika zana kusanganisira ruriā¦